Chivharo

Chivharo (n. cork, stopper, bottle top) zvinoreva chinhu chinoshandiswa kukwidibira ringava bhodhoro, poto, hari kana chimwe chibatiro.

Mamwe MazwiEdit

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.