Chiyeru izita remhuri rinowanikwa muMalawi.

Mitauro ye Afrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Luganda inoti ekyeeru (adj. white) kureva huchena. VaChewa vanoti weruza (to tell; instruct; narrate).
  • VaYao neVaNyakyusa vanoti elusya (clean, rinse) vachireva kusuka kana kudzumburudza.
  • Nyanja vanoti kueruza kana kuweruza (instruct, tell, put right, advise, find fault with, punish, judge warn) kureva kupa mazano kana kuranga.