Mahara
(runangakatsva kubva kuChourere)
Mahara (for free, without charge) zvinoreva nhumbi kana mushando unopiwa kana kuitirwa munhu pasina muripo unopiwa kana kutarisirwa.
- Makore akasungunuka Zimbabwe (1980) kwaiva nepepanhau remahara rainzi People's News.
- Vamwe vana vaipinda chikoro chemahara mumakore akasununguka Zimbabwe kuma 1980.
- Kune tsumo inotaura kuti chemahara mushana.