Open main menu
Danhiko

Danhiko kana danhidzo (staircase in English; step of ladder or stairway) zvinoreva hukwiriko hunoshandiswa kukwira nokudzika kubva padara remba riri pasi kuenda pane riri pamusoro.

Kurerutsa MutauroEdit

Shoko rokuti danhiko rinoshandiswa kureva pfungwa yekusimukira kana kupfuurira mberi pamabasa anorumbidzwa. MuHarare mune chikoro chinonzi Danhiko.

Mamwe MazwiEdit

Mamwe MazwiEdit

  • VaHerero vanoti otyi-rondero kana ovi-rondero (Stair).