Dara reNdiro (1. A shelf high and wide in hut; 2. A shelf for drying out dishes outside).

  • Hwarasanza kana dara (platform, scaffold, table) kutaura chivakwa chiri pakakwirira chine mapango akatsigira sedara.

Mazwi eBantu

chinjirudza
  • Lugungu vanoti kutara (v. start building a house or any other structure or building). VaUmbundu vanoti etala (a hanging shelf).
  • Mbugwe inoti tala (platform) vachireva dara. Ndebele inoti ngalani kureva dara rendiro.
  • Kinyarwanda inoti urutara (bed made of poles and rope). VaKagulu vanoti chipala (n. shelf) vachireva sherufu.
  • Kinande inoti obutara (n. platform where we lay certain objects; pieces of wood or planks on which animals sleep) kureva dara.
  • Subiya inoti chitala (n. platform where we lay dishes) kureva dara rendiro. Chewa inoti thandala kureva dara rendiro.
  • Tonga inoti kasanza kana kasabakale kureva dara rendiro. Sekgatla inoti serala kureva dara rendiro.
  • Runyankore inoti akatandaro kureva dara rendiro. Duruma inoti chijaja kureva dara rendiro.