Nhano
(runangakatsva kubva kuDaru)
Nhano, nhanho (Stride, step, a pace) apa kureva kukanda tsoka mumhu achifamba kana kumhanya. Ane nhano hombe zvinoreva kuti nhambwe iripo pakati petsoka padzatsika pakakura. Vamwe vatauri vanodana nhano kuti nhawararo, munhasu, daru, kana nharu - kureva stride.
Mashoko anotodzana
chinjirudza- Darwa (Object with lines or streaks on it) apa kureva chiro chine mitsetse yakatarwa pachiri, chingava chiro chekupimisa seiya inonzi beaker kuEnglish.
- Daru (idea of Separating oneself from others, of Departing. 3. Jumping across) hutu kana kuti dari.
- Daraka (1. Depart 2. Leave for home or other destination) daru. kana kutsvara.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Fwe inoti kutaruka (to take a step). VaFwe vanoti mutara (footprint).
- Humburi Senni inoti ná:rú (n. traveler) come visit somebody for a few days) kureva muenzi.