Dendere reShiri

Dendere reShiri kana chitsaka (1. Bird's nest 2. Woven nest for poultry, gen suspended below eaves of house) apa kureva chirukwa chinoitwa neshiri ichishandisa huswa kana tumiti seimba yayo. Rinoreva zvakare chirukwa chinoitirwa huku dziri kurindira mazai chinorembedzwa muberere rehozi kana imba.

Mitauro yeBantuEdit