Dengu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Dengu ibhasiketi guru rinoshandiswa kukohwera kana kutakurira zvinobva mubindu.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.