• Dera kana matera (Two-year-old child not yet able to walk) apa kureva mwana ane makore maviri asati okwanisa kufamba.
  • Dera (Coward) apa kureva gwara rinotya kana kungwenda.
  • Dera kana zinyakatira (Weakling - physical or moral) apa kureva munhu asina simba panyama kana pakuchengeta tsika dzakarurama, dzakanaka.
  • Dera (Be easy) apa kureva basa kana mubato wakareruka. Basa iri rakadera: this work is easy.
  • Dera (north, above or on top) apa kureva kumusoro kwenyika, kumaodzanyemba kana pamusoro pechiro. Sokuti padera pegomo - on top of the hill.

Mimwe Mitauro chinjirudza

  • Izwi rokuti dera (Sky) rinotaurwa kuTumbuka kureva kudenga kunobhururuka shiri.


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.