Ditunga izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa neNamibia.

  • Vanhu vane zita iri: Tabitha Ditunga; Jerome Ditunga; Stephanus Ditunga; Simeon Ditunga.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Mbukushu inoti ditunga (n. region; territory; area) kureva dunhu.
  • Mbukushu vanodudza vachiti dimbo (n. song) kureva chimbo. Mamwe mazwi: thinu (n. thing) kureva chinhu.