Do
- Do kana nyere (Cell of honeycomb) apa kureva chizinga kana nyere yezinga rehuchi.
- Do kana chivabwa (Spot) apa kureva vara diki pangava pambatya kana muviri.
- Do (Fruit of mudo tree) apa kureva muchero unoberekwa nemuti unonzi mudo.
- Do (Mesh of a net). Mambure ana mado makuru, usvasvi huna mado maduku: hunting nets have a broad mesh, fishing nets have a small mesh.
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |