Dunhu (tsauranisa chirevo)
Dunhu, DUNHU kana dunhu ishoko reChishona rinoshandisirwa mashoko arizasiyo:
- Dunhu - kureva (province)
Mamwe mashandisirwo mu
chinjirudzaNyika
chinjirudza- dunhudiki - kureva wiraya kana viraya (district) - kutodza Chiswahiri chinoti wilaya.
- Unda - kureva (land; area)
- Teritori - kureva enewo kana enevo (territory) kubva pa Chiswahiri eneo - kana wo teritori muChishongrish.
- chisi - kureva rhijoni ne Chishongrish kutodza Chingezi - region
Kupimha
chinjirudza- Nhambwe (distance).
- Mhene (nyika) kana matunhu pakuwanda (Open veld especially on a slope).
Gemhu
chinjirudza- Dunhu mutambo - kureva dhojabhora, (gemhu re dodge-ball)
Mitauro ye Chibantu
chinjirudza- Lozi vanoti silalo (n. district) kureva dunhu. Sokuti: Silalo sa Kalabo (Kalabo district).
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |