Gavakava idzinde rinokura rine chimunyepfu chine mvura yakawanda. Chimunyepfu ichi chinorera kana chabedurwa. Gavakava rinoshandiswa kurapa zvirwere zvakawanda.

Aloe vera