Gokoro
Gokoro (light grey sodic, strongly salted soils; salt lick) inzvimbo ine dhaga pfumbu rine munyu muzhinji. Pagoroko panoungana mombe kana mhuka dzesango dzichinanzva ivhu rine munyu. Mune dzimwe nzvimbo varimi vanomwaya munyu pavhu kuti mhuka dzavanopfuya dzipote dzichiuyapo kuzonanzva, iyi iri zira yokuwanisa zvipfuyo kudya kwakakwana. Kune mammie marimuka vanoitawo tsika iyoyi yokumwaya munyu pavhu nechinangwa chokuti mhuka dzesango dziungane ipapo kuitira vashanyi vanouya kuzoona.
- Gwakwari kana magwakwari (1. Place where fertile soil is shallow because rock or salty soil is near surface. 2. Place where both water and salty soil are sought by animals)