Dzvinyu
(runangakatsva kubva kuGondyo)
Dzvinyu (Lizard in English) imhuka yemusango inokambaira pasi. Mhuka iyi ine makumbo mapfupi nemuviri wakareba nemuskwe murefu. Iri muboka remhuka dzinokambaira.
Mamwe mazwi anoreva dzvinyu anoti: mukotyo kana gondyo.
- Nyakotyo izita remhuri.
- Chidhenene kana chidenene (general name for a creature with short legs that walks on its belly e.g. lizard).
Tsumo
chinjirudza- Dzvinyu kuzamba zuva huona bako.
- Dzvinyu kuzambira zuva huona mwena.
- Zvakanakira guvadombo ngemukadzi havazivani makwati. It is good for a rock lizard and his wife not to noticeeach other's scales.
- Zvakanakira gwavava nomukadzi wake mubako nokuti hakuna anoziva mumwe kuti ane makwati. It is good for a rock lizard and his wife to be in a cave because neither notices the scales of the other.