Ghini-Visawu
| |||
National motto: Unidade, Luta, Progresso | |||
Ghini-Visawu (kureva Guinea-Bissau; Put: Guiné-Bissau; Fula: 𞤘𞤭𞤲𞤫 𞤄𞤭𞤧𞤢𞥄𞤱𞤮, Gine-Bisaawo; Mad: ߖߌߣߍ ߺ ߓߌߛߊߥߏ߫ Gine-Bisawo) kana Ghini-Bisawu, uye pachihofisi inonzi Rudhende rwe Ghini-Visawu inyika irikumadokero e Afurika inofukidza 36,125 skweya makiromita (13,948 sk mi) ine huwandu hwe vanhu unofungirwa kuva 1,726,000. Yakaganhurwa ne Senegari kumaodzanyemba ne Ghini kuchamhembechemabvazuva.
Vanhu vekuGhini-Visawu vanonzi Bissau-Guineans, saka paChishona tenge tichivati Vasawughini uye munhu mumwechete anonzi Musawughini/Msawughini.
Ereketo: Unidade, Luta, Progresso (por., „Unitet, Lufte, Progres“)
Gjuha Zyrtare: Portugeze
Forma Qeveritare : Republik
Kreu i shtetit: Cipriano Cassamá
Kryetar i Qeverise: Aristides Gomes
Siperfaqja Totale: 36.125 km²
Popullsia Totale: 1.861.283
Dendesia: 52 Banore km2.
Monedhat: CFA-Franc BCEAO
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi |
Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero |
Zvisi ne Materitori ekunze |