Nguwi

(Redirected from Gumba)

Shoko rokuti nguwi (Scandal kuChirungu) rinoreva myaya kana maitiro anopa kutaura pakati pevanhu.

Mamwe MazwiEdit

Kurerutsa MutauroEdit

  • Maitiro ake ekufambidzana nevakadzi vevanhu anopa nguwi.
  • Chikuhuniso (Grievance, stumbling block, scandal).
  • Guwi kana udzenga (Unconventional behaviour giving rise to talk).