• Gumbi (large herd of cattle) apa kureva musasa wemombe zhinji.
  • Gumbi (a crowd; very many people) apa kureva vanhu vazhinji-zhinji.
  • Gumbi kana makumbi (eaves of house) kureva chikamu chedenga remba chinodarika pane madziro chichibatsira kukanda mvura kuti isaerera nemadziro.
  • Gumbi sezita ( a family name).

Mitauro yeAfrika chinjirudza


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.