Gumbi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Sipho Gumbi; Victor Gumbi; Mbalenhle Gumbi; Lindani Gumbi.
  • Gumbi (large herd of cattle) apa kureva musasa wemombe zhinji.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kinyarwanda inoti umukumbi (flock of sheep). Zigula inoti makumbiro (n. groups).
  • IsiZulu inoti umkhumbi (n. a circle). MaXhosa vanoti igumbi (n. room) kureva kamuri.
  • Fwe inoti -gumbana kana -gumbi (be next to).