Danga (flock, herd) zvinoreva chaunga chemhuka dzakadai semombe, hwayi, mbudzi, nyati, mbizi zvichingodaro.

  • Chivakwa chinotenherwa mombe chinonzi danga zvakare.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Guti (Flock e.g. of guinea fowl) apa kureva danga remhuka dzakadai sehanga.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaRwanda vanoti umukumbi (flock of sheep). VaNande vanoti obú̧hyô (n. the herd of animals). Noni vanoti ketaaŋ (n. fence, wall, hedge) kureva fenzi.
  • VaChewa vanoti gulu kana magulu (crowd, company, herd of animals). Sokuti gulu la ankosa - danga rehwayi.
  • VaNgala vanoti kotanga (to count, to read, to study) kureva kuverenga. Noni vanoti ketaaŋ ke naʼ le (n. cattle pen or paddock) kureva danga remombe.
  • VaKongo vanoti ntanga (a counting, a reading) kureva kuverenga. VaKongo vanoti tanga (v. read, count, enumerate, study) kureva kuverenga.