Gumbu reMbuva

(runangakatsva kubva kuGumbu (mbuva))

Gumbu rinorukwa nemakavi senhava richishandiswa kutakura mbuva

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Nyede yemvura (skin of water) zvinoreva chihomwe chakasonwa nedehwe chinoshandiswa kutakurira mvura parwendo.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Chewa vanoti kamba (n. provisions for journey) kureva mbuva. Mamwe mazwi: kakamba (a little morsel put aside by a woman for her husband).
  • Venda vanoti mbuvha (n. provisions for journey) kureva mbuva.
  • MaZulu vanoti josaka (Afrikaans: kossak - Knap-sack, food bag) kureva josaka kana gumbu rembuva.