Hosha yeKupunyaira Mushure meNyatwa

Mazwi ekuti Hosha yeKupunyaira Mushure meNyatwa (HPSN) ari kushandiswa pano kuturikira chinonzi post-traumatic stress disorder (PTSD) kuEnglish. Hosha iyi ingatsangurwa sekushushikana mupfungwa kunoitika mushure mekunge munhu akasangana nenyatwa yakamudzimba moyo, pfungwa kana muviri. Vanhu vanobatwa nehosha iyi vanosanganisira avo vakaona kupondwa kwemunhu, kuuraiwa kwevanhu muhondo, tsaona dzemugwagwa uye avo vakabhinywa pabonde.

Tsetsenuro yeMazwi chinjirudza

  • Hosha (Disorder) izwi riri kushandiswa kuturikira chinonzi medical disorder kuEnglish.
  • Kupunyaira (fret, a state of anxiety or worry; to be distracted by grief) zvichireva kuzvidya moyo. Kukukuruka (Be sad, sorry for oneself) zvinoreva kusuruvara kana kupunyaira.
  • Kukataza (Harass) zvinoreva kushusha munhu kungava nemashoko kana nezviito zvaunomuitira. Dzingo (Affliction; Hardship) zvichireva kutambura kana kuwomerwa nehupenyu.
  • Nyatwa (n. trouble, distress, extreme affliction; tribulation). Njodzi (Danger, Wound, misfortune, hazard, risk, ill-luck).

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • MaZulu inoti khu6aza (v. 1. Injure, hurt, damage, disable. 2. Cause to suffer from a chronic disease. 3. Scandalize) vachireva kukuvadza.
  • MaZulu inoti isikhu6azo (n. Injury. damage, hurt) vachireva chikuvadzo. Lenje inoti yasa (wound, hurt, hit with weapon, damage, kill)
  • Digo inoti makosa (fault, wrong). Zigula inoti kosa kana makosa (fault, mistake, wrong doing). Maconde inoti kukosha (to err) kureva kukanganisa.
  • Giryama inoti ku-kosa (v. err, to do amiss). Mamwe mazwi: kosa, makosa (n. error, mistake, fault).
  • Lubwisi vanoti kuhuna (v. be upset). Mamwe mazwi: kuhuniilila (v. Look disappointed).