Dzingo
Dzingo (affliction, hardship) zvichireva kutambura kana kuwomerwa nehupenyu.
- Nhamburiko (poverty, want).
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Kuchikidza (cause to suffer).
- Chichiso kana dambudzo (cause of suffering) zvinotaura maitiro anokonzera kutambudzika kwevanhu.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaLozi vanoti -zinga (v.t. to embarrass, to puzzle, to perplex). VaLozi vanoti zingo (n. embarrassement, puzzlement, perplexity).
- VaMambwe vanoti cice (n. trouble, worry, suffering, affliction - physical or moral). Fananidzai nokuti chichiso.
- VaSwahili vanoti kizingo, zingo kana mazingo (turn, twist; rotation, revolution). VaSwahili vanoti mazingiwa kana mazingo (pl. siege; blockade).
- MaZulu vanoti sika (distress mentally) vachireva kushusha pfungwa. Sokuti: Kuyasika kunina nxa 6eyiphatha ka6i ingane yakhe ((It distresses the mother when they treat her child badly).
- MaZulu vanoti ulusizi (Mental pain ; grief, distress, affliction, sorrow, misery). Mamwe mazwi: Nginosizi (I am in trouble). Ukuphathwa usizi (to be seized with distress).