Muchidzidzo Chezvipenyu (Biology) hudyu (groin in English) zvinoreva nzvimbo pamuviri wemunhu iri pakati pezvidya kusanganisira pane nhengo dzesikarudzi.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaSwahili vanoti nyonga (hip, thigh, side).
  • VaBemba vanoti lutungu (n. hip). VaLenje vanoti kasola (n. hip).
  • VaLenje vanoti buutyu (n. sperm).