Hundu sezita
Hundu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Fadzai Hundu; Simbarashe Hundu; George Hundu; Bernadette Hundu, Michael Hundu.
- Mazita ari Pedyo: Gundu sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaZigula vanoti hundu, mhundu, chihundu, uhundu, zihundu (n. 1. red, 2. pink).
- VaZigula vanoti Tundu dino dihundu. (This fruit is red) kureva - muchero uyu mutsvuku.
- VaZigula vanoti Ni mhundu (I am pink). Nkhunde zihundu (red beans).