Hutwa sezita
Hutwa izita rinowanikwa muTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Sheky Hutwa; Mbala Hutwa; Nshimbi Hutwa; Hutwa Mthembu.
- VaNdau vanoti tereka (to put pot on fire) zvichireva kugadza poto pamoto.
Mitauro yeBantu chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.