Ibwe rakakosha (ku Chingezi: precious stone) kana mabwe akakosha

Panotaurwa mashoko ekuti ibwe rakakosha zvinogona kureva zvinotevera

  • Choma (gemstone)
  • Kugokoma (crystallize kana encrusting) nekuti shoko rekuti goko rinoreva makoko (pahuwandu) ekunze kwechinhu.
    • Iro shoko rekuti 'crystal' rinogona kudanwa mazita anotevera nekuti marevo ne tsananguro azvo zvinoendererana:
    • Gokomo kana Gokobwe kureva crystal?
  • Gokoro (mineral/salt lick)

Mamwe mashoko

chinjirudza


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.