Goko rekunze (crust, outer layer) zvinoreva gwati kana rukanda rwokunze pamuchero, chingwa kana goko rinosara mupoto kana sadza ratsvirira.

  • Goko (shell e.g of groundnut or orange, pod of musasa tree).

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • Mang'anja vanoti koko (n. pod) kureva goko. Mururimi rweUmbundu vanoti ekoko (crust).
  • VaZigula vanoti goko kana magoko (food bit stuck on pot or pan from cooking) kureva goko. Kinande vanoti olukoko (n. crust) kureva goko.
  • VaGanda vanoti chikuta (husk, shell, bark of tree) kureva goko, mashanga kana gwati. VaGwere vanoti kikuta (n. pod).
  • VaKongo vanoti kiti (n. husk, peel, rind, skin, pod, eggshell, rubbish, chaff, chips, dust refuse) kureva goko rekunze.
  • Kutuk vanoti longgwe (n. shell, muscle) kureva goko kana mhasuru.