Jiri sezita
Jiri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Jairos Jiri; Tanyaradzwa Jiri; Ephraim Jiri; Hellen Jiri.
- Mazwi ari pedyo: jiri remazhanje; Chirimujiri sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Swahili vanoti jiri (n. cricket - a type of insect).
- Manga Kanuri vanoti jiri (n. type, variety, ethnic group).