Kabasa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Maxwell Kabasa; Dambudzo Kabasa; Admire Kabasa; Blessing Kabasa.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.