Kahwai izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Jacinta Kahwai; Martha Kahwai;John Kahwai;Nyasha Kahwai.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.