Kalanga izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Aimerance Kalanga; Stella Kalanga; Astrid Kalanga; Veronique Kalanga.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti kalanga (n. gecko).
  • Mbugwe vanoti kalanga (n. ground nut).