Kalango izita remhuri rinowanikwa muAngola neNigeria.

  • Vanhu vane zita iri: Koko Kalango; Eloyse Kalango; Garikai Kalango; Ebiama Kalango.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaLamba inoti kalango (n. plan; system; direction; order; sense, intelligence).
  • VaLamba inoti langa (v. Show; point out, arrange, direct, manage; command, instruct, punish, correct).
  • VaLamba inoti ilango; malango; dango (n. plan; advice; direction; order; scheme). Fananidzai nokuti nhango?