Nhango yeNhetembo
Nhango (didactic poem, instructive poem) nyaya kana nhetembo dzinotaurwa nechinangwa chokudzidzisa.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Mang'anja vanoti chirango (n. instruction) kureva nhango. VaYao vanoti chirango (chant).
- Mang'anja vanoti kulanga (to instruct; reprove; punish with words or stripes) kureva kuranga. VaChewa vanoti malango (wisdom, counsel).
- Umbundu vanoti kutanga (Give heed to instruction). Zigula vanoti kutanga (v. to comprehend; distinguish; recognize).
- VaKongo vanoti tanga (v. read, count, enumerate, study) kureva kuverenga.
- Kikongo vanoti tangisa (v. to teach, instruct, teach to read) kureva kudzidzisa.
- VaLamba inoti langa (v. Show; point out, arrange, direct, manage; command, instruct, punish, correct).