Munyonhi

(runangakatsva kubva kuKamunyonhi)

Shoko anoti munyonhi kana kamunyonhi (humidity) rinoreva hunyoro hunowanikwa mumhepo yatinofema. Mhepo ine hunyoro hunowanikwa kana mvura ichinge yasasauka kubva pamadzinde anenge miti, huswa nemaruva kana kubva munzizi, nyanza negungwa.