Kani (news; a court case; topic of discussion).

Kurerutsa MutauroEdit

  • Ndiudze kuti mhaka yangu newe ndeipi: tell me what you have against me.
  • Mwana wangu akapara mhaka: my child has committed a crime.
  • Vanogara vachindimana: they pester me with their continual orders, prohibitions and directions.
  • Aiwa, haana mhaka: no he is guiltless.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaWanga vanoti okhukana (deny; refuse to do ) vachireva kuramba kuita.
  • VaWabo vanoti kani kana makani (n. quarrel) vachireva bopoto.