Kanjinga
Kanjinga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Njinga (hard working man).
Mazwi eBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaChikunda vanoti njinga (bicycle) vachireva bhasikoro.