Kapika sezita
Kabika izita remhuri rinowanikwa kuZambia, Namibia neDemocratic Republic of Congo.
- Vanhu vane zita iri: Karen Kabika; Christian Kabika, Ben Kabika; Theresia Kabika.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Sangho vanoti pika (v. strike, beat, type, hit) - zvakafanana nekurova kuShona. Sokuti kurova pasi; kurova ngoma, kurova mawoko, kurova mari.
- Sangho vanoti pika maboko (v. applaud) kureva kuombera mawoko. Mamwe mazwi: pika bira (v. make war) kurwa hondo.