Katana izita remhuri rinowanikwa muKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Ruth Katana; Rehema Katana; Nuru Katana; Karembo Katana.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Kidawida inoti kukata (v. to fit; to suffice) kureva kukwana.
  • Taita inoti kukatana (v. to agree; to be alike; to be equal) kureva kufanana.
  • Kidawida inoti kukatanisa (v. to take aim; to compare; to liken; to equalize; to level; to place side by side) kureva kufanana.