Katanha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Anyway Katanha; Ropafadzo Katanha; Newton Katanha; Charity Katanha.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.