Katimba izita remhuri rinowanikwa muUganda, Tanzania, Malawi neNamibia.

  • Vanhu vane zita iri: Maiza Katimba; Ashura Katimba; Petrina Katimba; Fiston Katimba, Tarisai Katimba.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.