Katondo sezita
Katondo izita rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Spiwe Katondo; Fanny Katondo; Philipah Katondo; Sharon Katondo.
- Mazwi ari pedyo: Matonda sezita; Chatonda sezita; Chitonda sezita; Katonda sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Chewa vanoti katondo (n. red clay) kureva dhaga dzvuku.
- Luganda inoti tonda (to create) kureva kusika. Kinande inoti eritonda (v. arrange in order). Mamwe mazwi: Katondo (n. God - The arranger - one who puts things in order).
- Kirundi inoti gutonda (line up; to stand in line) kureva kumira mudungwe. MaZulu vanoti tonda (v. Stand) kureva kumira.