Katota izita remhuri rinowanikwa muZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Stella Katota; Shasha Katota; Alfred Katota; Memory Katota

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo inoti tota; totama (to add, put together, to be added; to be put together). Mamwe mazwi: totama (to accord, harmonise, be alike).
  • Kikongo inoti Totama (to accord, harmonise, be alike). Chilungu inoti kotota (n. one who stabs).
  • Chewa vioti mtota (a wet place in the ground) inzvimbo yakatota. Taabwa vanoti kutota (v. sting, prick, bite).
  • MaZulu vanoti thotha (Place closely together, pack tightly; bind tightly together). [Kikongo]] inoti tota (search for a road or track).
  • VaMaconde vanoti kutota kureva kusona. Takwane vanoti tota kubata hove nemambure.
  • Kirundi inoti gutota (go along right in path of animals; to not be side tracked) kuronda mwanza wemhuka. [