Katunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Orton Katunga; Ben Katunga; Yatina Katunga; Katunga Mbuvi.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Mambwe vanoti itungu (n. 1. recluse, solitary, hermit; 2. a lone person, without relatives to help him) munhu anogara ega - asina hama.
  • VaMambwe vanoti citungu (small part of an area, country) kureva chikamu chidiki chenyika kana dunhu.
  • Bambara inoti tunga (n. foreign land; adventure) kureva nyika yekunze.