Kawe sezita
Kawe izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Jean Pierre Kawe; Matilde Kawe; Evariste Kawe, Thomas Kawe.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Maore vanoti kawe (n. white clay).