Kazonga izita remhuri rinowanikwa muKenya, Zambia, DRC, neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Hermeline Kazonga; Ernest Kazonga; Cedrick Kazonga; Benson Kazonga; Kondwani Kazonga.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu inoti kuzonga (v. untangle). Mamwe mazwi: kuzonga (n. measure; weigh) kureva kupima.
  • Kimbundu inoti kuzongolola (v. repent, remedy). Mamwe mazwi: kuzongala (v. lurk, watch). Kuzongolola (v. continually stalk or watch).