Kazungu izita revanhu rinowanikwa kuKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Bernard Kazungu; Martha Kazungu; Kazungu Kazungu.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti kazungu (n. a cooking pot) kureva poto yekubikira.