Kikundi izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Georget Kikundi; Mariana Kikundi; Elsie Kikundi; Gage Kikundi.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Mbugwe inoti kundi (n. herd).
  • Kimbundu vanoti kikunda (n. retribution; revenge, vengeance; retaliation) kureva rutsiva.
  • Giryama vanoti kundi (flock).
  • Sangho vanoti kundu (n. amass, flock).
  • Hadiyya inoti hunda (adj. all, entirely). Mamwe mazwi: xir hundam (every time).
  • Kikuyu inoti gekundi (herd, multitude, company, congregation) vachireva vanhu vazhinji kana mhuka zhinji.