Kilendu sezita
Kilendu izita remhuri rinowanikwa muTanzania neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Winfrida Kilendu; Dieudonne Kilendu; Rehema Kilendu; Rishma Kilendu.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kimbundu inoti Kilendu (n. mildness; gentleness; leniency) kureva hunyoro. Mamwe mazwi: kilendu (suspicious).