Kilongozi izita remhuri rinowanikwa kuDRC neTanzania.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mazwi emitauro yeBantu anotodzana. Pafungei - zvichida mazwi emitauro yeBantu ari pasi ayo anokwanisa kuturikira chinonzi politics, polity, policy kuEnglish.

  • Shambala vanoti kilongola kana mulongozi (guide) kureva mupangidzi. Mamwe mazwi: kulongola (v. to go first).
  • Giryama inoti kulongoza (v. lead; be at the head) kureva kutungamira.
  • Giryama inoti kilongozi (v. leader; guide) kureva mutungamiri.
  • Kidawida vanoti mlongozi kana mdongozi (n. leader) kureva mutungamiri.
  • Kidawida vanoti kulongoza kana kudongoza (v. to lead). Fananidzai nokuti politician?